From Wikipedia, the free encyclopedia

ZVE MUTUMWA JOHN MARANGE

Mutema wakaberekwa Momberume, Momberume wakabereka John, ndiye unonzi John Marange nhasi. Ngegore regumi nemanomwe 1917 Jehova akavambe kumushanyira aine makore mashanu.Mune retanhatu akagashire mudzimu unoera. Iyi ndiyoyi Apostori Chechi nhasi kubvira gore ra1912 kuberekwa kwake kugashira Mweya 1917. Gore ra 1917 ndapedza makore mashanu (5yrs) retanhatu (6yrs) ndiro randakavanbe kugashira mudzimu waTenzi Mweya Mutsvene.

CHITSAUKO 1. VESI: 1

1. Ndikaone gore jena rikatinhira nyika ikazara ngebopoto guru rekutinhira ikokom Mweya Mutsvene ukamhara pamusoro pangu ndikaambe rwuyo rutswa rwainzi Haliluya! Haliluya! Ndikapuwe bhuku muruoko rwangu ndikamire pachuru ndikashumaira, baba wangu nevakoma vangu vakauya,

2. Pamberi pangu vakapfugama vakanamata Mwari. Ndikaramba ndichishumaira Mweya ukaramba wakandizadza ndikaramba ndichishumaira nokuimba rwuyo rutswa.Ndaidaidzira nyika yese ichinzwa inzwi rangu, ndipo pandakatange kugashire Mweya Mutsvene, Ameni.

CHITSAUKO 2. VESI:1. 1920

1. Ndaibvira mangwanani, pakukwira kwezuva kudakar masikati dakara pakudeuka kwezuva ndaiona vanhu kumabva zuva pagore vaifamba-famba

Videos

Youtube | Vimeo | Bing

Websites

Google | Yahoo | Bing

Encyclopedia

Google | Yahoo | Bing

Facebook